Chikomba
Mataridziko
- Chikomba, Zimbabwe idunhu riri kuMashonaland East muZimbabwe.
- Chikomba kureva munhu ari kupfimba musikana wekuroora kana chikomba chemurume aita hupombwe.
- Chikomba (oustanding person or personality) kureva munhu anozivikanwa nemabasa makuru pane vamwe.
- Chikomba (a hole) kureva gomba.
- Chikomba sezita (a family name) izita remhuri.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaHerero vanoti otyi-kombo (n. broom, besom) kureva bhurumu. VaHerero vanoti komba (v. sweep with broom) kureva kutsvaira.
- MaZulu vanoti unkomba (n. Forefinger, index-finger ; pointer, indicator) kureva munongedzi.
- Luvale vanoti Chikomba (n. One who sweeps. A name given in Luvale to a 2nd child born after twins).
- Lunda vanoti Chikomba (n. a child born after twins) mwana anotevedza mapatya pakuzvarwa.
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |