Chibhaca
Mataridziko
Musai sanganisa ne Chibaca
Chibhaca | |
---|---|
Isibhaca | |
Ichizvirwa che: | Afurika Chamhembe |
Vatauri: | Vabhaca |
Mhuri ye Mutauro: | Niger–Congo?
|
Makhodhi e mutauro | |
ISO 639-3 | None (mis )
|
Glottolog | bhac1238
|
Guthrie code |
Chibhaca (fungai Chindau pakuti "ca"), mutaturo we Chibantu unotaurwa wekuAfurika Chamhembe. Nechinyakare unowanzo onekwas se Mutauronyina we Chiswati, uripedyo neChizulu, Chiphuthi ne Chixhosa. Unotaurwa kuchamhembechemabvazuva cheResutu, kunosangana Chisutu, Chixhosa ne Chizulu, kunyanya chipotero cheGomo Frere, Umzimkhulu, uye neushoma kuGomo Ayilifi (Ayliff), Matatiele, Harding (Hadhing'i), Bulwer, Underberg, Highflats, Umzinto, Umzumbe uye Ixopo.
Horokodzwa
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Chishona | Chibhaca |
---|---|
Ndira | Ntlolanja |
Kukadzi | Ndzata |
Kurume | Mbasa |
Kubvumbi | Mgudlulwa |
Chivabvu | Ntlangula |
Chikumi | Ntulikati |
Chikunguru | Ncwaba |
Nyamavhuvhu | Mphandula |
Gunyana | Mfumfu |
Gumiguru | Nzibandlela |
Mbudzi | Lweti |
Zvita | Ntsinga |