Chiphuthi

Kubva Wikipedia

Chiphuthi kana Siphuthi mutauro weBantu unowanikwa kuchamhembe kweLesotho uye kumatunhu eSouth Africa ari pedyo nemuganhu uyu weLesotho. Mutauro uri pedyo neChiphuthi mutauro weChiswati.

Misha neHuwandu hwevatauri[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Vanodzidza zvemitauro vakamisikidza huwandu hwevanotaura Chiphuthi mudzimba mavo pavanhu 20,000 - vanhu ava vari vanogari South Africa neLesotho.


[1]

  1. https://rucore.libraries.rutgers.edu/rutgers-lib/37828/PDF/1/play/