Svetuka kuchirochemo

ChiKalabari

Kubva Wikipedia

Kalabari mutauro weIjo unowanikwa kuNigeria mumatunhu anoti Rivers State neBayelsa State.

  • Kalabari inoti abilala (n. white cloth; paper 2. white) kureva jira jena.
  • Kalabari inoti abuba (n. shell of an egg) kureva deko rezai.
  • Kalabari inoti afalafa (n. cotton) kureva donje. Mamwe mazwi: agaga (n. side of the body) kureva rutivi rwemuviri.
  • Kalabari inoti afana (n. co-wife; rivalry in a polygamus marriage) kureva barika. Mamwe mazwi: () kureva [[]].
  • Kalabari inoti agala (equal in strength; balance up). Mamwe mazwi: agara (n. side; part) kureva divi.
  • Kalabari inoti agili (n. bullet) kureva bara. Mamwe mazwi: aka (n. tooth) kureva zino.
  • Kalabari inoti akaka (n. edge; side) kureva divi. Mamwe mazwi: anga piri (v. to keep aside) kureva kuisa parutivi.
  • Kalabari inoti ala (rich; chief) kureva mupfumi kana ishe. Mamwe mazwi: alabo (n. a rich man, hence a chief).
  • Kalabari inoti alali (n. festival) kureva mhemberero. Mamwe mazwi: anga (adj. some; partly).
  • Kalabari inoti ama (n. town) kureva dhorobha. Mamwe mazwi: ele (n. space) kureva nzvimbo.
  • Kalabari inoti ama-kiri (n. foundation; the ground on which a town stands; land belonging to town) kureva ruvara rweguta.
  • Kalabari inoti ama-da (v. to rule or reign over a kingdom, state or district) kureva kutonga nyika.
  • Kalabari inoti ama-anga (n. suburb) kureva sabhabha. Mamwe mazwi: amba (n.power; strength, might; man power) kureva [[]].
  • Kalabari inoti ambali (v. to grasp firmly with the arms; to embace firmly) kureva kubata zvakasimba. Mamwe mazwi: () kureva [[]].
  • Kalabari inoti anda (n. each succesive birth of a mother which is delivered full term).
  • Kalabari inoti anga (side; beside) kureva divi. Mamwe mazwi: ma anga (two sides) kureva mativi maviri.
  • Kalabari inoti asasa (v. to fling or sprinkle dut (powder, salt etc.) over the surface of something).
  • Kalabari inoti bafu (n. basin; round hollow metal vessel). Mamwe mazwi: bara (n. hand; arm) kureva ruwoko.
  • Kalabari inoti bebe (entire, whole, full, complete) kureva mhumburu. Mamwe mazwi: bebe (diffused over a wide area).
  • Kalabari inoti biri (of the same age) kureva zera rimwe. Mamwe mazwi: biri (area; province) kureva nharaunda.
  • Kalabari inoti boi (v. hide) kureva kuhwanda. Mamwe mazwi: () kureva [[]].
  • Kalabari inoti dima (n. change) kureva kushandura. Mamwe mazwi: () kureva [[]].