Svetuka kuchirochemo

Kushandura

Kubva Wikipedia

Kushandura ishoko rechishona rinoreva zviri zasiyo

Ushanduro, Wushanduro kureva kushandura chinhu kuimwe mhando, senge kushandura mashoko e Chishona kumutauro we Chiswahiri.

  • chishanduri - translator, mushanduri translator/changer

Mavambo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Shoko rokuti kushandurudza ndiro riri kushandiswa kureva - to translate

  • kushandurudzira - to translate for
  • kushandurudzika - to be translatable
  • kushandurudzikika - to be translatable for

Mashoko aya, abava pamashoko aya

  • kushanduka -> to change
  • kushandukira -> to change for
  • kushandurika, kushandukika -> to be changeable
  • Kushandukirika -> to be changeable/malleable for

Mhando dzekushandura[chinjirudza | chinjirudza mabviro]