Svetuka kuchirochemo

Chari

Kubva Wikipedia

Chari izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. Rimwe zita tiri pedyo rinonzi Jari.

  • Vanhu vane zita iri: Tashinga Chari; Munashe Chari; Tinashe Chari; Ngonidzashe Chari.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Herero inoti otyari (benevolence; friendly; kindness; grace). Mamwe mazwi: Notyari (a benevolent person). Kimbundu inoti kiari (n. grace, compassion; affection; favor; gift).
  • Lugungu inoti caali (express sympathy, condole; show compassion and condolence towards somebody). Swahili inoti majaliwa (1. mercy, grace, favor, aid. 2. grace of God).
  • Umbundu inoti ocali (n. grace) kureva nyasha. Bavili vanoti cyaali (n. pity) kureva tsitsi. Kagulu inoti chali (n. infant, child, babe) mwana mudiki.
  • MaZulu vanoti itshali (n. shawl) vachireva chari. VaVenda vanoti tshali (n. rug. From Afrikaans tjalie) vachireva chari.