Huremu

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Scale (PSF).png

Muchidzidzo fundoyetsimba, huremu izwi rinoreva kupimwa kwehuwandu hwesebhe (matter kuEnglish) anoumba chiro (object) chiri kutaurwa nezvacho. Huremu hunopimwa nechiyero chinonzi kilogram.

Kupangamuka (bulky) zvinoreva chinhu chine mumhu wakakura, imwe nguva chisina huremu hwakakura.