Dendera

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Dendera richipimwa pakupoterera chimiso , dendera rimwe zvichireva kupoterera kamwe (1)

Muzvidzidzo zvinotevera: fundoyetsimba; nemasvomhu, dendera (rotation, revolution) izwi rinoshandiswa kutsanangudza kana chiumbwa chichipoterera akiso (axis), zvikuru sei kana akiso iri kunze kwechiumbwa ichochi.

Muenzaniso kufamba kunoita nyika muBoterekwa mainotenderera ichipoterera zuva. Dendera rinoguma kuverengwa paratangira kuverengwa. Sokuti nyika inoita dendera ichipoterera zuva kamwe (1) pagore.