Govano

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Muzvidzidzo zvinotevera: masvomhu, fundoyetsimba, govano (ratio) izwi rinoreva hukama huripo pakati penhamba mbiri dzine nzenda (dimensions) dzakafanana. Govano inonyorwa seizvi (a:b), izvi zvichitiudza kuti nhamba yechipiri inopinda kangani mune yokutanga.

Muenzaniso ungapiwa ingati:

  • Zvikwata zviviri zvenhabvu Guruve United neMhangura United zvanga zviine zvibodzwa 3:2 papera mutambo; apa govano yacho inenge iri 1.5.
  • Mumwe muenzaniso: pavakapedza kudiridza Sarudzai naChipo vakanga vane 30:15 migomo yemvura yavakatakura - apa govano yacho inenge iri 2. Tinoona kuti pamienzaniso yapiwa zvinhu zviri kufananidzwa zvine nzenda kana chiyero chakafanana.
Personal tools
Namespaces

Variants
Actions
Banguranyika
Maturuzi
Mimwe Mitauro