Muchacha

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Muchidzidzo fundoyetsimba, Muchacha (velocity)- iri izwi rinodudza nhambwe yafambwa nenzira yakatwasuka paumwe hwechiyero chenguva. Muchacha une tsazaniso inoti Muchacha = (nhambwe/nguva); uye une chiyero chinonzi mita pa sekondi (m/s). Muchacha unopimwa kushanduka kwerudzivo zvakare; apa ndipo panosiyana nemurumba.

Personal tools
Namespaces

Variants
Actions
Banguranyika
Maturuzi
Mimwe Mitauro