Zviriyo

Kubva Wikipedia

Izwi rokuti zviriyo kana zviripo (being real, concrete, physical, existing) ari kushandiswa pano kududza zvinhu zvinobatika, zvinobatika, zvinooneka, zvinotaridzika kwete zvokufungidzira.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaGwere vanoti buliwo (n. actualness, realness, concreteness; property of being real, physical, or existing in fact rather than possibility) zvichireva zvinhu zviripo
  • VaGwere vanoti kubba omu buliwo (v. be real, concrete, physical) kureva kuva chiripo.