Svetuka kuchirochemo

Kuvuka

Kubva Wikipedia

Kuvuka (to predict; foretell) zvinoreva kufanotaura zviri mberi enzira yeun'anga.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • MaZulu vanoti 6uka (v. Look at, gaze at, watch, turn attention upon) - kutarisa. Mamwe mazwi: 6ukana (v. Look at one another; Face each other, be opposite each other) kureva kutarisana.
  • MaZulu vanoti 6ukeka (v. Be good to look at, admirable, attractive, approved) vachireva chinotaridzika.
  • MaZulu vanoti um6uko (Display, demonstration). Ciluba vanoti mubuki (n. diviner. one who consults spirits) kureva muvuki.
  • Herero inoti vuka, uka (predict). Mamwe mazwi: omu-uke kana o-mbuke (n. prognosticator, one who predicts) kureva muvuki. Oku-uka (n. divination).
  • Mambwe inoti muukulo (the power to foresee the future) kureva simba rekuvuka. Bemba inoti lubuko (n. divination) kureva kuvuka.