Upasina

From Wikipedia

Upasina (kureva nothingness; nothing) Uapana, ndirwo rwushayiko rwe chero chinhu. Vagondamano vekare vechiGiriki vaitenda kuti hazviita kuti pave pasina chinhu chiripo. Vafundaatomu vaitenda upasina asi pakati pasingaonike pemahatomu madoko basi. Kwavari, chadenga chose chainge chizere ne mahatomu. Aristoto (Aristohle) muhuoni hwake kwaive ne uzima ne chadenga, rhiseputiko (receptacle) yaiita kuti zvinhu zvigadzikwe mukati.

Mashoko[chinja | edit source]