Vafulani

Kubva Wikipedia

Vafulani kana Wafulani (kanawo Vafula, Vafurufurudhe, kana Vafulɓe (Chifula: Fulɓe, 𞤊𞤵𞤤𞤩𞤫; Chifurenji: Peul; Chihausa: Fulani kana Hilani; Chiputukezi: Fula; Chiworofu: Pël; Chibambara: Fulaw) iboka reruchava riri pakati pemapoka makurusa muSaheru uye nemuMadokero e Afurika, vakagadzikwa kuzadzisa chisi. Vanogara munyika dzakasiyna, vazhinji vavo vanowanikwa kuMadokero kwe Afurika uye nekuzvikamu zvemaodzanyemba eAfurika Yepakati, Sudhani Chamhembe, Dharifuru (Darfur) uye nezvisi zviripedyo neBhahari Dzvuku kugombe ririmu Sudhani.