Afurika Yepakati

Kubva Wikipedia

Afurika Yepakati kana Afurika ye Pakati chikamu chechisi chiri pakati pe ziwumbe re Afurika.

Nyika dzinotevera dziri muchikamu che Afurika Yepakati.

Afurika Yepakati
Anghola
Chadhi
Ghini Yomutsazanisi
Kameruni
Gabhoni
Rudhende rwe Afurika Yepakati
Rudhende rwe Vukongo
Rwanda
Sao Tome ne Purinzipe
Utemabanze we Rudhende rwe Vukongo (DRC)
Vurundi

Horokodzwa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Rufedherari rwe Afurika ye Pakati (1953-1963), runozivikanwa zve se Rufedherari rwe Rhodhezhiya ne Vunyasa, rwaive rwakavumbwa rwuchisanganisa madhidhizha e Malawi, Zambia, ne Zimbabwe. Sepamwepo, Kereke ye Chiangirika ye Dunhu re Afurika Yepakati inofukidza madosesi muVutswana, Malawi, Zambia ne Zimbabwe, pamwepo Kereke ye Afurika Yepakati, Chipuresibhiteri ine masinodhi muMalawi, Zambia uye Zimbabwe. Mavuso aya anozivikanwa parizvino sechikamu che Mabvazuva kana Chamhembeni che Afurika.

Taranyika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mukotoro we Rwizi Kongo wakagara kubva munhoroondo wakakoshera huwandu hwe vagari we Afurika Yepakati, unoshanda se sangano rechechi-chisiguru (supura-rhijinari) muAfurika Yepakati.