Svetuka kuchirochemo

Ikiruguru

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuVaLuguru)

Ikiruguru mutauro unowanikwa kuchamhembe kweTanzania.

Mazwi Anotodza Shona

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Izwi rokuti kuimba (singing) ndiro rimwe kuLuguru neShona.
  • VaLuguru vanoti dzenga (build) vachireva kuvaka.
  • VaLuguru vanoti inzila (way) vachireva nzira.
  • VaLuguru vanoti ichidyo kana ipfidyo (food) vachireva zvidyo.
  • VaLuguru vanoti wana (children) vachireva vana.
  • VaLuguru vanoti ghendela (go for) vachireva kuendera.
  • VaLuguru vanoti kolima (cultivating) vachireva kurima.
  • VaLuguru vanoti mghunda (farm, field) vachireva munda.
  • VaLuguru vanoti chino (this) vachireva chino.
  • VaLuguru vanoti ichiya (pot) vachireva poto.
  • VaLuguru vanoti soma (v. read) vachireva kuverenga.
  • VaLuguru vanoti kwandika (v. write) vachireva kunyora.
  • VaLuguru vanoti ghula (buy) vachireva kutenga.
  • VaLuguru vanoti chitabu (book) vachireva bhuku.
  • VaLuguru vanoti imwali (girl) vachireva musikana.


[1]

  1. https://www.academia.edu/31099214/The_classification_of_morphological_forms_marking_tense_and_aspect_in_Luguru