Komo

From Wikipedia
(Redirected from VaKomo)
Jump to navigation Jump to search

Komo mutauro weBantu unowanikwa kuDemocratic Republic of Congo

  • VaKomo vanoti abha (v. converse, chat, discuss). Boabhi (n. discussion, response). Tarisai kuamba?
  • VaKomo vanoti bundanda (length) vachireva hurefu.
  • VaKomo vanoti kusi (below; beneath) vachireva kutsi.
  • VaKomo vanoti komba (v. surround, enclose) vachireva kukomba.
  • VaKomo vanoti mukuphe (n. constéllation).
  • VaKomo vanoti muumbe (n. mist).
  • VaKomo vanoti mukuumba (n. chicken coop) vachireva zumbu.
  • VaKomo vanoti mukumba (n. place to put animals).
  • VaKomo vanoti mujungu (n. European person) vachireva murungu.
  • VaKomo vanoti mphase (n. twin) vachireva mupatya.
  • VaKomo vanoti mboa (n. dog) vachireva imbwa.
  • VaKomo vanoti mbina (v. dance) vachireva kudzana. VaChewa vanoti kuvina.
  • VaKomo vanoti mbata (three legged stool).
  • VaKomo vanoti mbanje (fiance).
  • VaKomo vanoti maphona (n. semen).
  • VaKomo vanoti mandima (n. sap).
  • VaKomo vanoti maganga (n. heavy rain).
  • VaKomo vanoti nyama (n. body; animal that is neither rodent nor bird).
  • VaKomo vanoti ntene (n. penis).
  • VaKomo vanoti nteki (n. messenger, emissary, apostle).
  • VaKomo vanoti ntabhi (n. branch - limb of a tree or animal) vachireva davi. ,
  • VaKomo vanoti nsuko (n. descendant).
  • VaKomo vanoti nsoo (ray of sun).
  • VaKomo vanoti noa (v. drink) vachireva kunwa.
  • VaKomo vanoti nkoko (n. quality, type, species, custom, habit).
  • VaKomo vanoti njoko (n. peanut) vachireva nzungu.
  • VaKomo vanoti njene (n. vagina).
  • VaKomo vanoti ngoi (rope, cord, line).
  • VaKomo vanoti ngando (n. crocodile) vachireva garwe.
  • VaKomo vanoti ndimu (n. citrus).
  • VaKomo vanoti ndanda (propagate).
  • VaKomo vanoti ndandamana (be long, widespread).
  • VaKomo vanoti ndandamisa (lengthen).
  • VaKomo vanoti opha (give) vachireva kupa.
  • VaKomo vanoti phua (dry) vachireva kupwa.
  • VaKomo vanoti tanga (v. count, read out loud) vachireva kuverenga.
  • VaKomo vanoti tamba (v. suffer) vachireva kutambura.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • VaKomo vanoti tinda (v. exterminate).
  • VaKomo vanoti toka (v. leave).
  • VaKomo vanoti sani (selfishness; ambition).
  • VaKomo vanoti soni (shame; meekness).
  • VaKomo vanoti kongomba (sterility, sterile).
  • VaKomo vanoti kumba (v. carry) vachireva kutakura.