Kupwa

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kupwa (to run dry, evaporate).

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaVenda vanoti -xa (to run dry) vachireva kupwa. Vanoti tshixele (n. infant, child) - zvichida vanoreva pwere.
  • VaYao vanoti kupwa (to subside - of water) vachireva kupwa?
  • VaHerero vanoti oku-puira (n. evaporation) vachireva kupwira kana kusasauka.
  • VaHerero vanoti puira (sink as a river; decline, fail, vanish, disappear, diminish, wane) vachireva kuderera.