Udorongodzwa hwe mhuka
Ne mazita anozivikanwa
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Udorongodzwa hwemazita emhuka (hono, nzvari, chidiki uye boka)
Ne asipekiti
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Udorongodzwa hwe tupukanana twunjee twemumba
- Udorongodzwa hwe ruzha rwe mhuka
- Udorongodzwa hwe mhuka nemiperengo yedzeriropi
- riropi kureva nyuroni, parizvino shoko chairo re ma-neurons richirikudingwa kuChishona.
Ne Kupfuywa
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Tarisai peji re: Kupfuya
Ne maitiro pakudya
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Tarisai mapeji e: Zvidyamiriwo (herbivore), Zvidyazvese (omnivore), Zvikara (carnivore)
Ne statasi yeunjodzi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Tarisai peji re: Mhuka dzine njodzi
- Mhuka dzine njodzi
- (Chikamu che Zimbabwe, Afurika)
- IUCN Red List endangered species (Animalia)
Ne Kutsakatika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Tarisai futi peji re: Kutsakatika (extinct)
Udorongodzwa hwemhuka dzakatsakatika
- Udorongodzwa hweshiri dzakatsakatika
- Udorongodzwa hwedzinoyamwisa dzakatsakatika
- Udorongodzwa hwemashaveshave akatsakatika
Ne dunhu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Udorongodzwa hwedzehugaro huviri nedunhu
- Udorongodzwa hweshiri nedunhu
- Udorongodzwa hwedzinoyamwisa nedunhu
- Udorongodzwa hwedzinokambaira nedunhu
Ne dziri pachadzo (zviripo kana zverungano)
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Tarisai futi: Udorongodzwa hwemhuka dzengano
Zviripo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Horera[1] (individual); Kuva pachako (to on your own; to be an individual)
- Udorongodzwa hwemhuka dzine madhipuroma egoronyera
- Udorongodzwa hwekatsi
- Udorongodzwa hweskwidhi hombe
- Udorongodzwa hwezhou dzenhoroondo
- Udorongodzwa hwemabhiza enhoroondo
- Udorongodzwa hwemabhiza ekukwikwidza ari thoroughbred
- Udorongodzwa hwenyani dziri pachadzo
- Udorongodzwa hwemabheya dziri pachadzo
- Udorongodzwa hweshiri dziri pachadzo
- Udorongodzwa hwebovines dziri pachadzo
- Udorongodzwa hwengumi dziri pachadzo
- Udorongodzwa hwembwa dziri pachadzo
- Udorongodzwa hwetsoko dziri pachadzo
- Udorongodzwa hwenguruve dziri pachadzo
- Udorongodzwa hwemhuka dzaka pfuma kwazvo
Zverungano
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Udorongodzwa hwemabheya erungano
- Udorongodzwa hweshiri dzerungano
- Udorongodzwa hwekatsi dzerungano
- Udorongodzwa hwe pachyderms dzerungano
- Udorongodzwa hwenguruve dzerungano
Ne hupango hwe upangamutowo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Faramu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Numeri ye huwandu hwe marudzi akapihwa kune chiverengo (total) chefaramu imwe neimwe yemhuka
Muvuso we mhuka une 35 mafaramu aripo
Mhuka dzine uzasi (basal) dzinotsangudzwa zvinoenderana neanotevera mu bazigiramu (cladogram)
Chowanozowa (950)
Chowanomhuka |
| ||||||||||||||||||||||||||||||||||||
Mhuka: Porifera, Dipwabharasti (Diploblasts)
Madipwabharasti: Stenofora (Ctenophora), Parahosozowa (ParaHoxozoa)
Maparahosozowa: Sandaramhuka (Placozoa), Rwenya[4] (Cnidaria), Bhirateriya/Tatubharasti (Triploblast)
Bhirateriya: Senakoromorifa (Xenacoelomorpha), Nefurozowa (Nephrozoa)
Nefurozowa: Mapwatostomu (Protostomes), Madhuterostomi (Deuterostomes)
- Faramu ye Pwatikyurata (Proarticulata) † inopokanidza (disputed) kana iri mukati kana kuzhe kweBhirateriya ne Faramu ye Senakomorifa iri uzasi (basal).
Dhuterostomiya (Deuterostomia)
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Faramu ye Kodhata
- Faramu ye Sakoritidha (Saccorhytida) †
- Amburakarari (Ambulacraria) (isina rhengi)
- Faramu ye Hemikodhata (Phylum Hemichordata)
- Faramu ye Ekinodherumata (Phylum Echinodermata)
- Faramu ye Kamburorunidha (Phylum Cambroernida) †
Pwatostomiya (Protostomia)
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Ekidhisozowa (Ecdysozoa)
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Cycloneuralia (isina rhengi)
- Scalidophora (isina rhengi)
- Faramu ye Kinorinicha (Phylum Kinorhyncha)
- Faramu ye Rorisifera (Phylum Loricifera)
- Faramu ye Puriapuridha (Phylum Priapulida)
- Nematoidha (Nematoida) (isina rhengi)
- Faramu ye Nematodha (Phylum Nematoda)
- Faramu ye Nematomorifa (Phylum Nematomorpha)
- Scalidophora (isina rhengi)
- Panatoropodha (Panarthropoda) (isina rhengi)
- Faramu ye Onikofora (Phylum Onychophora)
- Takitopodha (Tactopoda) (isina rhengi)
- Faramu ye Taridigiradha (Phylum Tardigrada)
- Faramu ye Atoropodha (Phylum Arthropoda)
Mamwe mapeji ekutarisa
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Ruambamhuka (zoology)
- Udorongodzwa hwe madzinde
Mabviro eruzivo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- ↑ "Archive copy". Archived from the original on 2021-08-29. Retrieved 2021-08-29.
- ↑ https://web.archive.org/web/20210829135538/https://vashona.com/en/dictionary/en/funnel choanoflagella zvinoreva kuti 'funnel' muChingezi, muChishona rinonzi 'mbure'. Saka choanoflagella i chowanombure.
- ↑ Vashona, 18 Gunyana 2019, "flat" Placozoa zvinoreva kuti 'flat-animal', muchishona ndi 'Sandara' - saka "Sandaramhuka" zvinoreva kuti 'Placozoa'.
- ↑ 4.0 4.1 Vashona, 17 Gunyana 2019, "nettle" Cnidaria zvinoreva kuti 'nettle', muChishona, zvinonzi 'rwenya'.