Nzvari

Kubva Wikipedia

Nzvari (female of animal) izwi rinoshandiswa kutaura kuti mhuka ihadzi. Kana ari munhu anonzi: mukadzi; munhukadzi; muzvare kana kuti musikana.

Mhuka rume inonzi hono kana kuti mukono. Kana ari munhu anonzi: murume; munhurume; kana kuti mukomana.