Tiefo
Mataridziko
Tiefo, Kiefo, kana Tyeforo mutauro unowanikwa kuBurkina Faso.
Mazwi Anotodza Bantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Tiefo inoti júwān (n. speech) kureva kutaura. Fananidzai nokuti kuzuwa.
- Tiefo inoti cεrā (v. look) kureva kutarisa. Fananidzai nokuti kucherechedza.
- Tiefo inoti wākātí (n. time) kureva nguva. Ndebele inoti isikati kureva nguva.
- Tiefo inoti na (with) kureva na.
Mamwe Mashoko
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Tyefo vanoti báū (n. elephant) kureva nzou.
- Tiefo inoti birima (n. blanket) kureva gumbeze.
- Tiefo inoti gwōmì (n. pond) kureva dziva.
- Tiefo inoti kasu (n. sorghum) kureva mapfunde.
- Tiefo inoti kedi (n. body) kureva muviri.
- Tiefo inoti láŋɡō (v. believe) kureva kutendera.
- Tiefo inoti màŋɡárá (adj. a lot) kureva zhinji.
- Tiefo inoti sán (n. three) kureva nhatu.
- Tiefo inoti sōrōmà (n. fly) kureva nhunzi?
- Tiefo inoti yira (v. yira) kureva kuisa.
- Tiefo inoti fùwàáⁿ (n. aluminium) kureva aluminiyamu.
- Tiefo inoti dɔ́rɔ́-wì (n. buyer) kureva mutengi. Mamwe mazwi: dɔ́rɔ́ (v. buy).
- Tiefo inoti fande (around here or over there) kureva uko.
- Tiefo inoti tama (v. measure, doubt) kureva kupima.
- Tiefo inoti baya (v. hang something up).
- Tiefo inoti pama (v. people assemble; gather).
- Tiefo inoti tayala (v. stick; adhere) kureva kunamira.
- Tiefo inoti ba (v. come) kureva kuuya.
- Tiefo inoti yira (v. enter) kureva kupinda.
- Tiefo inoti susu (n. millet cake) kureva keke rezviyo..