Nhunzi
Nhunzi kapembenene kanowanikwa Pasirose kanowanikwa mudzimba uye munzvimbo dzinogara vanhu. Nhunzi inotakura zvirwere.mwana wacho anonzi nhunzana
Nhunzi inokura kuita 8-12mm, uye nzvari dzakakura pane mikono yacho.
Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Nhunzi dzinomhumha pamurwi worukweza - apa kureva kumomotera ronda.