Rwizi Save

Kubva Wikipedia

Rwizi Save rwizi rwakareba kusvika makiromita mazanamana (400km) rwunoyerera muZimbabwe ne muMazambuko. Rwizi urwu rwunotanga panzvimbo iri pachinhambwe chinokwana 80km kubva kuHarare. Kubva ipapa rwunoyerera rwakananga kuchamhembe rwozonanga kumabvazuva kune madirano neRwizi Odzi.

Kubva pamadirano na Odzi, rwizi Save runoyerera ruri kumadokero eEastern Highlands , pane nzvimbo yokuti rwizi urwu rwuri pamupata usina mvura. Rwizi Save na rwizi Runde zvinosangana pamuganhu weZimbabwe-Mozambique panzvimbo inonzi Mahenya. Save anodira mugungwa re Gungwa re India pamuyeramwaka 21oS.

Makarekare munguva yemadzimambo aiva paMasvingo eZimbabwe, rwizi Save rwaishandiswa nevashambadzi kutakura ndarama yaibva kuZimbabwe. Idzi dzaive nguva dzezanagore rechi13 nechi14.

Mitauro ye Chibanthu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]


Nzizi dze Zimbabwe

Rwizi BubiRwizi ChiredziRwizi GwayiRwizi HondeRwizi InkankeziRwizi InzizaRwizi InyankuniRwizi Kwe KweRwizi RimupopoRwizi LuenhaRwizi ManyameRwizi MazoweRwizi MachaveziRwizi ManyameRwizi MucheleleRwizi MuchekeRwizi MunyatiRwizi MupfureRwizi MushaweRwizi MutirikweRwizi MweneziRwizi MweweRwizi MtetengweRwizi MzingwaneRwizi NcemaRwizi IngeziRwizi NgeziRwizi NgondomaRwizi PungweRwizi RundeRwizi SaveRwizi SebakweRwizi SengwaRwizi ShanganiRwizi ShasheRwizi SiwazeRwizi TokwaneRwizi TokweRwizi ThuliRwizi UmchabeziRwizi Zambezi


Rwizi dzeAfrica
Rwizi Manyame | Rwizi Mazowe | Rwizi Munyati | Rwizi Nile | Rwizi Pungwe | Rwizi Save | Rwizi Zambezi