Podoko

Kubva Wikipedia

Podoko mutauro weAfrica unowanikwa kuCameroon.

Mazwi Anotodza Bantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Podoko vanoti bába (n. father) kureva baba. Mamwe mazwi: ).
  • Podoko vanoti hwaláva (n. stagnant water) kureva mvura isingayereri. Fananidzai nokuti Harava Dam?
  • Podoko vanoti mandawa (n. roasted peanuts with salt) inzungu dzakakangwa nemunyu.
  • Podoko vanoti ŋgáɓa (n. group of people, beasts, birds). Mamwe mazwi: patsá (v. to clear, cut (thorns)).
  • Podoko vanoti vusa (v. wipe, erase) kureva pfudza. Mamwe mazwi: waráwa (n. stagnant water, pond).

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Podoko vanoti bishitira (n. swollen stomach; bloated stomach) kureva dumbu rakazvimba.
  • Podoko vanoti bala (n. flat terrain) kureva ruvara.
  • Podoko vanoti cɨhwa (v. amass, accumulate, stack) kureva kuunganidza.
  • Podoko vanoti cɨpɨ́na (n. person with the same name, homonym) kureva sazita.
  • Podoko vanoti cira (v. gush, gush forth, flow, spray out, shoot up) kureva kuyerera.
  • Podoko vanoti cɨréwe (n. green tamarind). Mamwe mazwi: dandatá (n. identity card).
  • Podoko vanoti daba (v. wet, saturate) kureva kutota. Mamwe mazwi: daradáma (n. crowd).
  • Podoko vanoti daramá (n. measuring cup) kureva chipimiso.
  • Podoko vanoti darádza (n. good behavior). Mamwe mazwi: dawa (n. hostility, resentment ).
  • Podoko vanoti dzumbá (n. malnutrition disease) chirwere chinokonzerwa nekushaya kudya kwakanaka.
  • Podoko vanoti gwada (v. speak, talk, tell, say) kureva kutaura.
  • Podoko vanoti gwánda (n. green rod) kureva shamhu yemuti munyoro. Mamwe mazwi: gwandá (almost ripe fruit).
  • Podoko vanoti gwatsa (v. find, receive) kureva kuwana. Mamwe mazwi: gwede (n. mouse) kureva gonzo.
  • Podoko vanoti hwembɨ́re (n. fine and continuous rain) kureva mubvumbi. Mamwe mazwi: hwɨlé (n. twin).
  • Podoko vanoti hwɨlé (n. cloud) kureva makore. Mamwe mazwi: muta (n. pagana rite).
  • Podoko vanoti kwandá (n. beans cooked with flour and crushed peanuts). Mamwe mazwi: (n. chilli pepper).
  • Podoko vanoti magwala (n. ox with horns that tilt down) imombe ine nyanga dzakaringa pasi. Fananidzai nokuti Makwara.
  • Podoko vanoti maságwá (n. illegitimate child). Mamwe mazwi: masákwa (millet grown in dry season).
  • Podoko vanoti masuɓa (n. yellow). Mamwe mazwi: mbáya (n. animal of more than one color).
  • Podoko vanoti mbɨ́le (n. wound, plague, sore, ulcer) kureva chironda. Mamwe mazwi: meɗékwe (n. whiteness).
  • Podoko vanoti mbuta (v. wrap, pack, package, parcel) kureva kuputira. Mamwe mazwi: murara (n. munin'ina).
  • Podoko vanoti mudára (1. head, top, lead; 2. life, living; 3. oneself, self; 4. intelligence). Mamwe mazwi: ).
  • Podoko vanoti mutsátsaŋa (n. acid). Mamwe mazwi: naradzaŋwa (n. panther).
  • Podoko vanoti nasara (n. Européen, Whiteman) kureva murungu. Mamwe mazwi: ndáwa (v. doubt).
  • Podoko vanoti ndara (v. manufacture, build, n. form) kureva kuvaka. Mamwe mazwi: nduve (v. lose power).
  • Podoko vanoti ndzíŋa (precisely, only) kureva badzi. Mamwe mazwi: neréje (n. politics).
  • Podoko vanoti njere (n. sleep, slumber) kureva hope. Mamwe mazwi: ŋgawa (n. intention).
  • Podoko vanoti patsa (n. sun, sunlife; day) kureva zuva. Mamwe mazwi: sawára (n.jaundice).
  • Podoko vanoti sheléle (narrow, close). Mamwe mazwi: shina (v. to get used to; accustom, settle; go native).
  • Podoko vanoti tsará (have a good taste, be good). Mamwe mazwi: uɓíya (n. limbs and organs of the body).
  • Podoko vanoti vərandanda (ideo. red, brown). Mamwe mazwi: zákata (n. string).
  • Duramazwi remutauro uyu rinowanikwa paWebonary.org.