Gonzo

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Gonzo (rat) imhuka ine mumhu wakaenzana nembeva.

Mavusa kana duswa (rat's nest).

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaLenje vanoti chitumba (underground nest of rat) kureva dendere regonzo kiri pasi pevhu.
  • VaYao vanoti chilawa (a mountain mouse).
  • XiRonga vanoti akhondlo (n. a rat). Mamwe mazwi: Akhondlo dri- da axifaki (The rat eats greens).