Kuyerera

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kuyerera (to flow) izwi rinotaurwa pakudarika kwemvura kana chimwe chakaita semvura - sokuti kuyerera kwerwizi kana kwerute.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaLenje vanoti mukuku (Current, flow of a stream or river) kureva gukurudzi rerwizi. Pane izwi rinonzi makukurudzi kuShona.
  • Vanotaura Kikongo vanoti luta (flow past, flow by).
  • Vanotaura Kikongo vanoti kukula (to flow along, to flow down, run down as water, trickle, pour down, drift, roll down).
  • Vanotaura Kikongo vanoti bwa (to flow as into river).