Pamhene

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Shoko rokuti (Open treeless space) mhene rinoreva nzvimbo yakatambanuka isina miti uye isina kuvakwa.

  • Chiwungwe clump of trees on plain ; uninhabited place). Zvichida ndipo panobva zita rokuti Mawungwe kana Maungwe?
  • Ruvara (clearing; an open place)??

Tsika[chinja | edit source]

  • Ndakaona mbizi dzichifura dziri pamhene.
  • Tsuro yakabuda mumakwenzi ndokuti pachena gangara: the hare left the bushes and appeared in the open.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Mururimi rweLugwere vanoti magoola (savannah, grassland; land where grass or grass-like vegetation is the dominant form of plant life with few trees) inzvimbo yakawanda huswa, miti iri mishoma.
  • Mururimi rweUmbundu vanoti epene (nakedness).