Tampulma

Kubva Wikipedia

Tampulma mutauro weAfrika unowanikwa kuGhana.

Mazwi Anotodza Bantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Tampulma vanoti aayi (interj. no) kureva kwete. IsiZulu vanoti hhayi (not) kureva kwete.
  • Tampulma vanoti anti (interr. who?) kureva ani.
  • Tampulma vanoti ba (Pronoun. they, them) kureva va-.
  • Tampulma vanoti bar (n. place) kureva nzvimbo. Mamwe mazwi: bar nyɛni (n. living place). Fananidzai nokuti ruvara.
  • Tampulma vanoti bɔm (v. to be difficult) kureva kuwoma.
  • Tampulma vanoti kin (n. thing) kureva chinhu.
  • Tampulma vanoti mali (n. money, wealth) kureva mari.
  • Tampulma vanoti malaika (n. angel) kureva ngirozi. Swahili vanoti malaika.
  • Tampulma vanoti mamina (n. type of soup prepared from dry okra) usavi hunobikwa nederere rakawomeswa. Nyungwe vanoti mamina (n. snot, nasal mucus) kureva madzihwa.
  • Tampulma vanoti niina (n. mother) kureva amai. Fananidzai nokuti - Mbudzi kudya mufenje hufana nyina.
  • Tampulma vanoti nyɔk (v. to gather together) kureva kuungana. Cherechedzai kuti nyoka inounganidza muviri wayo panzvimbo imwe.
  • Tampulma vanoti tum (v. to send) kureva kutuma. Mamwe mazwi: tum (1.v. to work 2.n. work).

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Tampulma vanoti banbaan (Noun. middle) kureva pakati.
  • Tampulma vanoti banchi (Noun. cassava) kureva mufarinya.
  • Tampulma vanoti gɔnda (n. pawpaw) kureva popo.
  • Tampulma vanoti gɔŋa (n. white bean) kureva bhinzi jena.
  • Tampulma vanoti goora (n. cola nut). Mamwe mazwi: hela (n. squirrel) kureva tsindi.
  • Tampulma vanoti haan (n. woman, wife) kureva mukadzi.
  • Tampulma vanoti hɛchɛ (n. river sand) kureva jecha remurwizi.
  • Tampulma vanoti jaani (n. local mat - made from raffia) imhando yerupasa.
  • Tampulma vanoti jirima (n. honour, respect) kureva rukudzo.
  • Tampulma vanoti kapala (n. fufu) kureva sadza remufarinya.
  • Tampulma vanoti kɔha (n. bush, countryside) kureva sango.
  • Tampulma vanoti kɔtore (n. short grass) kureva huswa hupfupi.
  • Tampulma vanoti Koosa (n. God) kureva Mwari.
  • Tampulma vanoti kɔɔra (n. sacrifice) kureva chibayiro.
  • Tampulma vanoti kuta (n. type of soup) imhando yemuto.
  • Tampulma vanoti lɛu (n. farm hut) - zvichida vanoreva nhungu.
  • Tampulma vanoti luta kana manchere (n. blacksmith) kureva mupfuri wesimbi.
  • Tampulma vanoti maasa (n. millet cake) kureva keke remapfunde.
  • Tampulma vanoti maniika (n. corn mill) kureva chigayo.
  • Tampulma vanoti miisa (n. life) kureva hupenyu.
  • Tampulma vanoti moringa (type of tree) kureva moringa.
  • Tampulma vanoti naami (v. to create) kureva kusika.
  • Tampulma vanoti nakawa (n. tsetsefly) kureva tsetse.
  • Tampulma vanoti nha (n. afternoon) kureva masikati. Mamwe mazwi: nha (n. sun) kureva zuva.
  • Tampulma vanoti nha fali (n. sunrise) kureva maedzazuva. Mamwe mazwi: nha seem kana nha chela (n. sunset) kureva madokazuva.
  • Tampulma vanoti niinhɛɛ (n. senior mother) kureva amaiguru. Mamwe mazwi: niinhɛmi (n. junior mother) kureva amainini.
  • Tampulma vanoti nipari (n. farmer) kureva murimi. Mamwe mazwi: towe (n. sister).
  • Tampulma vanoti nii (n. water) kureva mvura.
  • Tampulma vanoti nyaa bar (n. savannah area) kureva savhana.
  • Tampulma vanoti nyana (n. father) kureva baba. Mamwe mazwi: nyaŋi (to be wealthy) kureva kupfuma.
  • Tampulma vanoti nyaau (n. poor person) kureva munhu murombo.
  • Tampulma vanoti pe faari (n. weather) kureva wetha.
  • Tampulma vanoti powa (n. area) kureva nharaunda.
  • Tampulma vanoti pulim (n. country) kureva nyika.
  • Tampulma vanoti vuti (n. soothsayer, diviner) kureva muvuki.
  • Tampulma vanoti wilim (adj. hot) kureva kupisa. Mamwe mazwi: wilim saha (n. hot season) kureva mwaka wekupisa.