Pamhene
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuChiwungwe)
Shoko rokuti (Open treeless space) mhene rinoreva nzvimbo yakatambanuka isina miti uye isina kuvakwa.
- Chiwungwe (clump of trees on plain ; uninhabited place). Zvichida ndipo panobva zita rokuti Mawungwe kana Maungwe?
- Ruvara (clearing; an open place)??
Tsika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Ndakaona mbizi dzichifura dziri pamhene.
- Ndakaona mhene pamhene.
- Tsuro yakabuda mumakwenzi ndokuti pachena gangara: the hare left the bushes and appeared in the open.
- Mazwi ari pedyo mheni? Fananidzai kuchena kwkunze pamhene uye pane mheni?
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Swahili vanoti kiwala (flat land, plain, savannah). Xilenge vanoti libala (open country). Umbundu vanoti epene (nakedness).
- Mambwe vanoti ciwala (a glade, a bare region with few trees, a treeless patch in forest, usually sandy and covered with short grass).
- VaMambwe vanoti ciwalawanza (a spot denuded of trees; a place cleaned out by bush fire; a field where the seed did not grow, a cleaned plot already cultivated or ready for cultivation).
- VaGwere vanoti magoola (savannah, grassland; land where grass or grass-like vegetation is the dominant form of plant life with few trees) inzvimbo yakawanda huswa, miti iri mishoma.
- Kikongo vanoti mpembe (an open, clear space; the open air, open doors) kureva pamhene. Tampulma vanoti nyaa bar (n. savannah area) kureva savhana.
- Lubukusu inoti luu.eni (n. lightning - when in the sky). Swo inoti miene (n. Lights). Umbundu vanoti epene (nakedness).
- VaGwere vanoti magoola (savannah, grassland; land where grass or grass-like vegetation is the dominant form of plant life with few trees) inzvimbo yakawanda huswa, miti iri mishoma.
- MaZulu vanoti inkangala (Open country, treeless veld). Mamwe mazwi: ukukhuluma inkangala (to talk empty stuff).