Ninkare Frafra
Mataridziko
Ninkare Frafra mutauro weAfrika unowanikwa kuBenin.
Mazwi Anotodza Bantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Frafra vanoti dolo (n. beer) kureva doro.
- Frafra vanoti my (n. mother) kureva mai.
- Frafra vanoti mabia (n. brother; sister; maternal cousin). Fananidzai nokuti mabiyangu?
- Frafra vanoti tom (v. send; work) kureva kutuma kana kushanda.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Frafra vanoti ãnkaa (n. orange) kureva orenji. Mamwe mazwi: albarsa (n. onion) kureva onyenzi.
- Frafra vanoti asaala kana nẽrsaala (n. human being) kureva munhu.
- Frafra vanoti bãarɛ (n. granary, storehouse) kureva dura. Mamwe mazwi: buka (n. powder).
- Frafra vanoti bira (adj. sombre; obscure; dark). Fananidzai nokuti kuvira kwezuva?
- Frafra vanoti bɔka (n. stream; pond; stream; marigot) kureva rukorodzi kana dziva. Mamwe mazwi: bɔka (n. piece; part of).
- Frafra vanoti da'a (n. market ) kureva musika. Mamwe mazwi: da (v. to buy) kureva kutenga. Da'ara (n. buyer, customer).
- Frafra vanoti dãalɛ (n. mark, brand). Mamwe mazwi: dãana (n. owner; person in charge) kureva mwene.
- Frafra vanoti dõa (v. hoeing; weeding) kureva kusakura. Mamwe mazwi: dɔgra (n. parent - mother, father) kureva mubereki. Dɔka (n. childbirth).
- Frafra vanoti fakɛ (v. to despise; to be despised) kureva kuzvidza. Mamwe mazwi: fakɛ (v. be light) kureva kureruka.
- Frafra vanoti go'ore (n. chin) kureva chirebvu. Mamwe mazwi: gu'ura (n. supervisor; guard).
- Frafra vanoti lemburu (n. lemon) kureva ndimu. Mamwe mazwi: loore (v. removal; subtraction; choice).
- Frafra vanoti sãana (n. foreigner; visitor) kureva muenzi. Mamwe mazwi: saarɛ (n. joke) - fananidzai nokuti musara.
- Frafra vanoti salga (big jar for beer) kureva gate. Mamwe mazwi: sẽa (n. parrot).
- Frafra vanoti sɛa (n. cutting action) kureva kucheka.
- Frafra vanoti sõm (n. kind deed; good) kureva kunatsa. Mamwe mazwi: sõma (n. benefactor).
Duramazwi racho rinowanikwa pa webonary.org.