Abiyedu

From Wikipedia
(Redirected from Mabiyangu)
Jump to navigation Jump to search

Abiyedu, Abiyangu, mabiyangu mazwi anoreva mumwe wangu wandinofambidzana naye kana wandinaye pane zviri pano.

Vabiyedu, vabiako kunenge wave kutaura pahuwandu.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaBemba vanoti mubiye (n. friend) kureva shamwari.
  • VaZigula vanoti mbuyangu (my friend) kureva shamwari yangu.
  • VaZigula vanoti mbuya kana wambuya (friend; friends) kureva shamwari.
  • VaSwahili vanoti bia (cooperation, partnership; business company).