Urimbo

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Urimbo (birdlime) inamo inotorwa kubva pamuti ichizoshandiswa kuteya shiri - kana shirt ikatsika pane urimbo inobva yanamira yotadza kubva.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Mang'anja vanoti ulimbo (birdlime; gum from a tree) kureva urimbo.
  • Vatauri veGiryama vanoti urimbo (birdlime).
  • VaKabwa vanoti obhurimbo (birdlime; glue; beeswax, sap) kureva urimbo.