Nefesh

Kubva Wikipedia

נֶ֫פֶשׁ‎ (Heb-ratini: nép̄eš; Sho: Nefeshi, ) Nefesh zvinoreva kuti ruhana, upenyu, mweya. Nefesh ishoko rinowanikwa mubhaibheri re Chihebheru. Rinodudzira maaspekti e usvinuko (sentience), uye vanhu ne dzimwe mhuka dzinotsanangurwa sekuva ne nefesh. Madzinde, semuenzaniso zvi zvinyanhengo zvipenyu, hazvitaurwi muBhaibheri sekuva ne nefesh. Iro neno נפש‎ rinoreva paudi kuti "ruhana", kunyangwe dzimwe nguva richishandiswa kureva "upenyu" muzvidomwa e Chingezi. Mamwe maonero ndeekuti nefesh inehukama ne musvinuko (sentient being) pasina mano roupenyu uye icho, nyamba kuisa nefesh, chisiko chisvinuko chaMwari i-nefesh. Hhwaro reMavambo 2:7 haruti Adhamu akapuhwa nefesh asi inoti Adhamu "akave nefesh mhenyu'. Nefesh kana ichitsanangurwa ne mamwe mashoko inogona kuundura madhitali e maaspekti anehukama ne concept yekuti nefesh; ne רוּחַ‎ rûach ("mweya") inotsanangura chikamu chevanhu chiri immaterial, senge pfungwa, emotions, will, intellect, personality, uye hana, senge muna Jobho 7:11.

Izvi zvinemsoro ngekuti Nefesh (ruhana) - soul, inogara mumwriri (vhesuru) - earthly vessel, uye imhenyu ngekuda kwo mweya (ruach) - spirit.

Mashoko ashandiswa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

- neno - kureva term, shoko, izwi

- udi - kureva literally, pachokwadi, paidi

- svinuko - kureva sentient, awake

- rusvinuko, usvinuko - sentience

  • pepuka, pepuko - to wake up randomly, to come to consciousness, rupepuko (consciousness)
  • patika, patiko
  • vhunduka - panic
  • muka - awake

Mamwe mapeji ekutarisa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]