Adhamu

Kubva Wikipedia

Adhamu (zita rake rinoenderana nezita rokuti Savanhu) izita rakuphwa muMavambo 1-5, kumunhu wekutanga. Adhamu ndiye munhu akatanga kuvanezivo ra Mwari, uye anozivikanwa sokudaro muzvitendero zvakasiyana (zvichisanganisa Ujudha, Unotsiki, Ukristu, ne Uyisalama).

Zvichienderana ne Ukristu, Adhamu akatadza muBindu re Idheni nekudya muchero wemuMuti we Ruzivo. Chiito ichi chakaunza rufu ne chivi mupasirose. Hunhu hwe uvi hwakatapukira muvazukuru vake vose vaizo tevera, uye zvikakonzera kuti vanhu vadzingwe kubva muBindu. Nekuda kwekuroverwa kwa Jeso, vanhu vakaponeswa.

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]