Ndira 15
Mataridziko
| << | Ndira | >> | ||||
|---|---|---|---|---|---|---|
| Svo | Mvh | Chp | Cht | Chn | Chs | Mg |
| 1 | 2 | |||||
| 3 | 4 | 5 | 6 | 7 | 8 | 9 |
| 10 | 11 | 12 | 13 | 14 | 15 | 16 |
| 17 | 18 | 19 | 20 | 21 | 22 | 23 |
| 24 | 25 | 26 | 27 | 28 | 29 | 30 |
| 31 | ||||||
| 2021 | ||||||
Ndira 15 musi we gumineshanu we gore paKarenda ya Gregori; pane misi 350 yasara kusvika pakupera kwegore (351 pagore re mucherikwa).
Zviitiko
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- 2022 - Kuputika kwakakura kweHunga Tonga, chikwatamabwe chepasi pemvura muTonga, kunotanga nyevero dzetsunami muOstireriya, Kanadha, Chile, Fiji, Japani, Nyuzirandi, Samoa, uye Amerika.[1]
Vakafa
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- 2021 - Ellen Gwaradzimba, makumi matanhatu, Gurukota reManicaland; Dzihwamupengo