New Zealand

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
New Zealand
Aotearoa
Flag of New Zealand.svg Coat of arms of New Zealand.svg
Rwiyo: God Defend New Zealand
NZL orthographic NaturalEarth.svg

New Zealand (/njuːˈziːlənd/; muChiMāori: Aotearoa [aɔˈtɛaɾɔa]) inyika iri muOceania.

Guta guru rinonzi Wellington.

Nyika iyi ine miganhu neNew Caledonia, Fiji, Tonga neAustralia.