United States of America
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuUnited States)
|
| |||
| National motto: In God We Trust | |||
Mubatanidzwa weMavuso, Mubatanidzwa weMavuso e Amerika inyika iri kuziwumbe reAmerika Maodzanyemba. Nyika iyi ndiyo ine hupfumi hwakanyanya Pasirose. Pari zvino inotungamirwa naPresident Joe Biden akaiswa pachigaro musiwa 20 Ndira 2021 achitsiva President Donald Trump. Barack Obama anova akazvarwa nababa munhu mutema vakabva kuKenya vari verudzi rwechiLuo. Mai vaObama murungu.
zvechiuto
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]pasi pebumbiro remutemo, mutungamiri wenyika ndiye mukuru wemauto anosanganisira Mauto, Navy, Marine Corps, Air Force, Coast Guard, uye Space Force
| North America |
| United States of America | Canada | Mexico |