Ndira 6

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
<< Ndira >>
Svo Mvh Chp Cht Chn Chs Mg
1 2
3 4 5 6 7 8 9
10 11 12 13 14 15 16
17 18 19 20 21 22 23
24 25 26 27 28 29 30
31
2021

Ndira 6 izuva rechitanhatu regore pa Karenda ya Gregori; Mazuva 359 asara kusvika pakupera kwegore (360 mumakore e kusvetuka).

Zviitiko[chinja | edit source]

Shure kwe ma1600[chinja | edit source]

  • 1066 - Kutevera kufa kwaEdward the Confessor pazuva rakapfuura, Witan anosangana kuti asimbise Harold Godwinson saMambo mutsva weVungezi (England); Harold anopfekedzwa korona zuva rimwe chetero, kuchimutsa dambudziko rinotevera iro pakupedzisira richatungamirira kukukundwa kwaNorman kweVungezi.[1]

Vakazvarwa[chinja | edit source]

1901 - ku ikozvino[chinja | edit source]

Mabviro eruzivo[chinja | edit source]

  1. Freeman, Edward Augustus (1873). The History of the Norman Conquest of England: Its Causes and Its Results. Clarendon Press for Macmillan and Company, New York. p. 12.