Ndira 8
Mataridziko
<< | Ndira | >> | ||||
---|---|---|---|---|---|---|
Svo | Mvh | Chp | Cht | Chn | Chs | Mg |
1 | 2 | |||||
3 | 4 | 5 | 6 | 7 | 8 | 9 |
10 | 11 | 12 | 13 | 14 | 15 | 16 |
17 | 18 | 19 | 20 | 21 | 22 | 23 |
24 | 25 | 26 | 27 | 28 | 29 | 30 |
31 | ||||||
2021 |
Ndira 8 izuva rechisere regore paKarenda ya Gregori; Mazuva 357 asara kusvika pakupera kwegore (358 mumakore ekusvetuka).
Zviitiko
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Shure kwe ma1600
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- 307 – Jin Huaidi anova mambo weChayina achitevedzana kuna baba vake, Jin Huidi, pasinei nedambudziko rakabva kuna babamunini vake, Sima Ying.
1601 - 1900
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- 1806 - Koroni yeVadhachi yekuKhepi kuchamhembe cheAfurika inova Koroni yeKhepi yeBhuritania semugumisiro weHondo yeBlaauwberg.
1901 - ku ikozvino
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- 1912 - African National Congress yakavambwa, pasi pezita rekuti Kongiresi yeDhidhizha revaNetivhi veAfurika Chamhembe (KDNAC) (South African Native National Congress (SANNC).[1]
- 1926 - Muchinda Nguyễn Phúc Vĩnh Thuỵ akagadzwa kuva mambo weVhiyetinamu, mambo wekupedzisira wenyika.
Vakazvarwa
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- 1556 - St. Joseph weLeonesa, OFMCap. , mupristi uye mumishinari anobva kuItari
- 1867 - Emily Balch, akahwina mubairo weNobel Peace Prize muna 1946
Vakafa
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- 1198 - Pope Celestino III
- 1324 - Marco Polo , muongorori kubva kuItaly
- 1642 - Galileo Galilei , nyanzvi yenyeredzi kubva kuItari
- 1997 - Melvin Calvin, akahwina mubairo weNobel muChemistry muna 1961.
- 2002 - Aleksander Prokhorov, akahwina mubairo weNobel muFizikisi muna 1964.
Mabviro eruzivo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- ↑ Gwyneth Williams; Brian Hackland (22 December 2015). The Dictionary of Contemporary Politics of Southern Africa. Routledge. p. 5. ISBN 978-1-317-27081-2.