Svetuka kuchirochemo

Nafusi

Kubva Wikipedia

Nafusi (Chiarabhu: نَفْس , Nfas; kana Chiswahiri: Nafsi) ishoko reChiarabhu rinowanikwa muKurani, rinoreva pachiidi kuti "mbune", uye rinotranziletwa kureva "rwumene[C 1]", "undingo[C 2]" kana "mwefenuro[C 3]". Neno iri rine hukama ne shoko reChihebheru rokuti nefesh, נֶפֶשׁ. MuKurani shoko rokuti nafs rinoshandiswa, pacharo (vhesi 2:48) uye pahuwandu (vhesi 4:1), zvichireva kuti kunyangwe vanhu vakabatana mukuva nehunhu hwakanaka hwe nafs, asi pachavo vanhu vane bvuvano yekuita chido chakasungunuka[C 4] yavakapuhwa na Mwari.

Mashoko akakosha

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Nhu - zvinoreva kuti first principal; force; existence; being; essence[1]
  • undingo ndiro izwi rashandiswa kuturikirwa shoko rokuti ego paChingezi. Rabva pashoko rokuti ndingoveni.
    • Rimwe shoko ringagona kushandiswa iumbimba - self-assuredness
    • mwefenuro - kureva soul; nokuti soul ne self zvakati fananei, zvinotendwa kuti mwefenuro ndiwo umene[C 5] chaiyo igere mukati memwiri, uye mweya ndiwo chifemo cheupenyu chakapiwa mwefenuro kuti urarame pamusoro pezvo mwiri ndiwo "imba" we mwefenuro kuti ufambe panyika.
    • Hana - Conscience mafungiro emukati uye kurova kwe moyo. Conscience izwi romukati rinotiudza kuti tiite chinhu chakanaka kana kuti tisaite chakaipa - ndiro izwi redu rakasvinuka.
    • Rwumene ririkushandiswa kumirira psyche yakafanana wo ne soul - psyche ndicho chizadziswa chepfungwa ye munhu, rupepuko (consciousness) uye urashapepuko (unconsciousness). - Rwumene i-conscious personality/self kusanganisa kwezvose zvinowaka munhu muHunzimu (spiritually).

Mamwe mapeji okutarisa

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mabviro eruzivo

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]


Bosho rekududza: <ref> tags exist for a group named "C", but no corresponding <references group="C"/> tag was found

  1. https://www.academia.edu/27142184/NTU_A_COSMIC_CREATIVE_LIFE_FORCE