Nhu
Mataridziko
Nhu (Chinguni: Ntu, Chiswahiri: Tu, Chibantu: To, Ndu, Ndo, nu, nhu, nthu, ndhu) ishoko reChishona rinowanikwa kumitauro yakasiyana ye Chibantu, ishoko rinoshandiswa kureva "first principal; force; existence; being; essence".
Ndiro shoko rinotipa mashoko anosanganisa
- Munhu (Vanhu)
- Chinhu (Zvinhu)
- Kunhu
- Panhu
- Hunhu / Unhu / Vunhu / Wunhu
- Hwunhu (Huunhu)
- Kanhu
- Twunhu (Tuunhu)
- Runhu
- Zinhu