Kumusoro

From Wikipedia
(Redirected from Padera)
Jump to navigation Jump to search

Kumusoro (Above, on top, to the north).

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Mazwi eBantu[chinja | edit source]

  • Mang'anja vanoti mwamba kana pamwamba (above).
  • Mang'anja vanoti chamwamba (one above the other).
  • VaTonga vanoti kutala kana atala (above).
  • VaTonga vanoti etala (on the top).
  • Mururimi rweKishambala vanoti ulanga (up, top).
  • Mururimi rweKishambala vanoti ulanga wa (above). Kugendesha ulanga - (to ascend).