Svetuka kuchirochemo

Mutara sezita

Kubva Wikipedia

Mutara izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neKenya.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.

  • Kagulu inoti mtala (n. number). Mamwe mazwi: kutala (v. to count, to number). Xitsonga inoti tala (abound, abundant).
  • Kimbundu inoti mutala (n. face; on the top; stature, height) kureva kumeso kana pamusoro.
  • Kimbundu inoti mutale a 'xi (n. earth watchman; country watchman). Karanga inoti mutara kureva dara rendiro.
  • Lugwere inoti mutala (locality, local area) kureva dunhu kana chinzvimbo. Kinande inoti obutala (n. courtyard) kureva chivanze.
  • Bwile vanoti mutali (adj. long) kureva kureba. VaFwe vanoti mutara (n. foorprint) kureva chidhidho chetsoka.
  • Mbukushu inoti mutara (n. page; side of a thing). VaLamba vanoti itala (n. side; (of position) far side; other side).