Kupora
Mataridziko
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaYao vanoti kupola (to be healed; to become cold) vachireva kupora pahurwere.
- VaYao vanoti kupola (to become cold)vachireva kupora kubva pakupisa.
- VaDigo vanoti phola (to heal; to be healed) vachireva kupora pahurwere.
- VaDigo vanoti phoza (to make hot things cool) vachireva kupodza zvinopisa.
- VaDigo vanoti phoza (to heal someone) vachireva kuporesa murwere.
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
