Musvodzambudzi
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuMupuku)
Musvodzambudzi, mugodorapfuti, mupomboboshori kana mupombohorore (n. Steganotaenia araliacea. Peucedanum araliaceum) rudzi rwemuti unowanikwa muAfrica. Unowanikwa munyika dzinoti: Angola, Benin, Botswana, Cameroon, Congo, Kinshasa, Ethiopia, Kenya, Mozambique, Namibia, Somalia, South Africa, Sudan, Tanzania, Togo, Uganda, Zambia neZimbabwe. Musvodzambudzi muti unokurumuka, une une mapazi akatarangana uye huni dzakapfava.
- Mamwe mazita unonzi: mupombotyori, mupuku, mushoriondo.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- IsiNdebele vanoti Umbhojana (n. Steganotaenia araliacea. Peucedanum fraxinifolium. Carrot-tree) kureva muti wemusvodzambudzi.