Mutsikanzou
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuMupotanzou)
Mutsikanzou, mupotanzou, muputaderere, munyadza, mukomanzou kana kapurupuru (n. Ormocarpum kirkii. Curled caterpillar-pod) rudzi rwemuti unowanikwa muZimbabwe nedzimwe nyika dzekuchamhembe kweAfrica dzinoti: Somalia, Congo, Kinshasa, Kenya, Tanzania, Zambia, Malawi, Mozambique, Namibia neSouth Africa. Mutsikanzou unokura kusvika 9m kureba.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaTonga vanoti Kasamukamakambucha kana Kasankanakutcha (n. Ormocarpum kirkiih. Curled caterpillar-pod) kureva mutsikanzou.
- Kihehe inoti mutimbwi kana kitimbwi (n. Ormocarpum trichocarpum).