Mutsikanzou

Kubva Wikipedia

Mutsikanzou, mupotanzou, muputaderere, munyadza, mukomanzou kana kapurupuru (n. Ormocarpum kirkii. Curled caterpillar-pod) rudzi rwemuti unowanikwa muZimbabwe nedzimwe nyika dzekuchamhembe kweAfrica dzinoti: Somalia, Congo, Kinshasa, Kenya, Tanzania, Zambia, Malawi, Mozambique, Namibia neSouth Africa. Mutsikanzou unokura kusvika 9m kureba.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaTonga vanoti Kasamukamakambucha kana Kasankanakutcha (n. Ormocarpum kirkiih. Curled caterpillar-pod) kureva mutsikanzou.
  • Kihehe inoti mutimbwi kana kitimbwi (n. Ormocarpum trichocarpum).

Zvakakochekwa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]