Svetuka kuchirochemo

Chikonda sezita

Kubva Wikipedia

Chikonda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Zambia neMalawi.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kimbundu vanoti kikonda (n. wheel; siege, encirclement force; encirclement; leaguer).
  • Kimbundu vanoti kikonda (n. epidermis, scarf-skin). Mamwe mazwi: mukondo (n. passion).
  • Kimbundu vanoti -kondokeza (v. show, display, show off, reveal, exhibit, manifest).