Mubvamaropa

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMukonambiti)
Mbeu yeMubvamaropa kuSouth Matabeleland, Zimbabwe

Mubvamaropa kana mukwa (Pterocarpus angolensis. Mukwa) rudzi rwemuti unobuda mvura tsvuku seropa. Muti uyu unowanikwa mumatondo ekuchamhembe kweAfrica munyika dzinoti: Angola, Eswatini, Mozambique, Namibia, South Africa, Tanzania, Congo, Kinshasa, Zimbabwe uye Zambia. Mamwe mazita unonzi: mubvamakovo, mubvinziropa, mukambira, mukonambiti, mukurambira, mukwirambira, kana mushambaropa.

Chimiro Chawo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mubvamaropa muti unokurumuka unokura kureba 16m, uine mashizha anovaima. Munzvimbo dzine hunyoro maunoda, muti uyu unoreba 18-19m. Mashizha awo anobuda nguva imwe nemaruva kana nguva diki mushure memaruva. Mubvamaropa unoita maruva akawanda anonhuwira.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zvakakochekerwa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]