Mbare

Kubva Wikipedia

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaChewa vanoti mbale (a relation, brother or sister - said of same sex sibling). Chewa neYao vanoti mbale (plate; dish, a basin).
  • Digo vanoti mbari (relatives on the father's side) kureva hama dzekwababa. Maconde vanoti mbale (n. clam). Duala vanoti mbale (the truth, certainty).
  • VaGiryama vanoti umbari (affinity - degrees of relationship). VaGiryama vanoti mbari (kin; kindred; used for less close relatives).
  • Swahili vanoti mbali (1. adv. far, distant, remote; at/from a distance; (fig.) aloof). Taita vanoti mbale (adj. extra).


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.